Masimba mashoma Lyrics & Tabs by Oliver Mtukudzi

Masimba mashoma

guitar chords lyrics

Oliver Mtukudzi

Album : Tsimba Itsoka saxophone PlayStop

Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Hona kana mombe yekurongerwa

Ndeyekumamewa kari kenzira
Hona kana mombe yekuchengeteswa
Ndeyekumamewa kari kenzira
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Kutamba ne(?) wairasa
Wairasa
Hona nyakurarama nechisi chake
Anodya asicheuka
nyakurarama nechisi chake
Unoona anedya asicheuka
Kutamba ne(?) wairasa

nyakurarama nechisi chake
Unoona anedya asicheuka
Kutamba ne(?) wairasa
Wairasa
Hona kana mombe yekurongerwa
Ndeyekumamewa kari kenzira
Hona kana mombe yekuchengeteswa
Ndeyekumamewa kari kenzira

More tracks of "Oliver Mtukudzi"

Like us on Facebook.....
-> Loading Time :0.0093 sec